Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 8

24:8
وَيَدۡرَؤُاْ عَنۡهَا ٱلۡعَذَابَ أَن تَشۡهَدَ أَرۡبَعَ شَهَٰدَٰتِۭ بِٱللَّهِ إِنَّهُۥ لَمِنَ ٱلۡكَٰذِبِينَ ٨
Asi zvinodzivirira murango (kutemwa nematombo) kubva kwaari (mukadzi) kana akapikawo kana (4) naAllah, kuti zvirokwazvo (murume) ari kunyepa (kuti mukadzi aita hupombwe).

Changelog