Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Nur — Ayah 9

24:9
وَٱلۡخَٰمِسَةَ أَنَّ غَضَبَ ٱللَّهِ عَلَيۡهَآ إِن كَانَ مِنَ ٱلصَّٰدِقِينَ ٩
Uye kechishanu (5) (kupika naAllah) kutaura kuti hasha dzaAllah ngadzive paari (mukadzi) kana (murume) achitaura chokwadi (kuti aita hupombwe).

Changelog