Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 15

25:15
قُلۡ أَذَٰلِكَ خَيۡرٌ أَمۡ جَنَّةُ ٱلۡخُلۡدِ ٱلَّتِي وُعِدَ ٱلۡمُتَّقُونَۚ كَانَتۡ لَهُمۡ جَزَآءٗ وَمَصِيرٗا ١٥
Taura (Muhammad (SAW)) kuti: “Zvakanaka here izvi kana kuti bindu rekugara zvachose (Paradhiso) iro rakavimbiswa avo vatsvene?” Richave (Paradhiso) kwavari mubairo uye magumo.

Changelog