Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 16

25:16
لَّهُمۡ فِيهَا مَا يَشَآءُونَ خَٰلِدِينَۚ كَانَ عَلَىٰ رَبِّكَ وَعۡدٗا مَّسۡـُٔولٗا ١٦
Vachawana mariri zvose zvavanoda, uye vachagaramo zvachose. Ichi chivimbiso chechokwadi kubva kuna Tenzi vako chichaiitika.

Changelog