Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 32

25:32
وَقَالَ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ لَوۡلَا نُزِّلَ عَلَيۡهِ ٱلۡقُرۡءَانُ جُمۡلَةٗ وَٰحِدَةٗۚ كَذَٰلِكَ لِنُثَبِّتَ بِهِۦ فُؤَادَكَۖ وَرَتَّلۡنَٰهُ تَرۡتِيلٗا ٣٢
Uye avo vasingatendi vanotaura kuti: “Seiko Qur’aan risingadzikiswi kwaari kamwe chete?” Nokudaro (rinodzikiswa muzvidimbu) kuti tive tinosimbisa hana yako. Uye tinoridzikisa kwauri zvishoma-zvishoma, nguva nenguva. (Rakadzikiswa kuna Muhammad (SAW) mumakore makumi maviri nematatu).

Changelog