Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 33

25:33
وَلَا يَأۡتُونَكَ بِمَثَلٍ إِلَّا جِئۡنَٰكَ بِٱلۡحَقِّ وَأَحۡسَنَ تَفۡسِيرًا ٣٣
Havambokwanise kukupa muenzaniso (wekupikisa kana kutsvaga zvimhingamupini kwauri kana kubva muQur’aan), asi tinokudzikisira chokwadi uye tsanangudzo yakazara.

Changelog