Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 59

25:59
ٱلَّذِي خَلَقَ ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضَ وَمَا بَيۡنَهُمَا فِي سِتَّةِ أَيَّامٖ ثُمَّ ٱسۡتَوَىٰ عَلَى ٱلۡعَرۡشِۖ ٱلرَّحۡمَٰنُ فَسۡـَٔلۡ بِهِۦ خَبِيرٗا ٥٩
Uyo vakasika denga nenyika nezvose zviri pakati pazvose mumazuva matanhatu. Uye vakakwidza vakave pachigaro chehumambo (nenzira iyo inoenderana nehushe hwavo (Allah)). Mupi wetsitsi. Saka vabvunze (Allah), sezvo vachiziva zvose.

Changelog