Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Furqan — Ayah 60

25:60
وَإِذَا قِيلَ لَهُمُ ٱسۡجُدُواْۤ لِلرَّحۡمَٰنِ قَالُواْ وَمَا ٱلرَّحۡمَٰنُ أَنَسۡجُدُ لِمَا تَأۡمُرُنَا وَزَادَهُمۡ نُفُورٗا۩ ٦٠
Uye pazvinonzi kwavari: “Pfugamai (nehuso hwenyu) kune mupi wetsitsi!” vanotaura kuti: “Chii ichocho mupi wetsitisi? Tingapfugama (Muhammad (SAW)) kune izvo zvaunotiudza?” Uye izvi (kuzvitutumadza kwavo) kunovawedzera kurasika chete.

Changelog