Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qasas — Ayah 45

28:45
وَلَٰكِنَّآ أَنشَأۡنَا قُرُونٗا فَتَطَاوَلَ عَلَيۡهِمُ ٱلۡعُمُرُۚ وَمَا كُنتَ ثَاوِيٗا فِيٓ أَهۡلِ مَدۡيَنَ تَتۡلُواْ عَلَيۡهِمۡ ءَايَٰتِنَا وَلَٰكِنَّا كُنَّا مُرۡسِلِينَ ٤٥
Asi takave tinosika mapoka (vanhu vakawanda mushure maMusa(AS)), uye kureba kwenguva kwakavadarika pavari. Uye iwe (Muhammad (SAW)) wakanga usiri mugari pakati pevanhu veMadyan (Midian) uchivaverengera ndima dzedu. Asi ndisu tairamba tichitumira (vatumwa).

Changelog