Uye wainge (Muhammad (SAW)) usiri kudivi reToor (Gomo) apo takadaidzira (Zvinonzi Allah vakashevedza vatevedzeri vaMuhammad (SAW) uye vakadavira, kana kuti Allah vakashevedza Musa (AS)). Asi (wakatumwa) senyasha kubva kuna Tenzi vako, kunopa yambiro kune vanhu uko kusina kumbosvika muyambiri mushure mako, kuti vave vanorangarira.