Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qasas — Ayah 87

28:87
وَلَا يَصُدُّنَّكَ عَنۡ ءَايَٰتِ ٱللَّهِ بَعۡدَ إِذۡ أُنزِلَتۡ إِلَيۡكَۖ وَٱدۡعُ إِلَىٰ رَبِّكَۖ وَلَا تَكُونَنَّ مِنَ ٱلۡمُشۡرِكِينَ ٨٧
(Iwe Muhammad (SAW)) usavaite kuti vakusiyise kuparidza ndima dzaAllah Tenzi kuvanhu mushure mekunge dzadzikiswa kwauri; uye shevedzera vanhu kuti vatende muhumwechete hwaTenzi vako. Zvekare usave mumwe wemaMushrikoon (vanosanganisa zvimwe zvinhu naAllah pakunamata).

Changelog