Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qasas — Ayah 88

28:88
وَلَا تَدۡعُ مَعَ ٱللَّهِ إِلَٰهًا ءَاخَرَۘ لَآ إِلَٰهَ إِلَّا هُوَۚ كُلُّ شَيۡءٍ هَالِكٌ إِلَّا وَجۡهَهُۥۚ لَهُ ٱلۡحُكۡمُ وَإِلَيۡهِ تُرۡجَعُونَ ٨٨
Uye usava unodavidza pamwe naAllah zvimwe zvinamatwa. Laa ilaaha illaa Huwa (Hapana kana ane kodzero yokunamatwa kusara kwavo (Allah)). Zvinhu zvose zvichaparara kusara kwechiso chavo. Uye ndivo vane hutongi hwese, uye kwavari ndiko kwamuchadzorerwa (mese).

Changelog