Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 10

29:10
وَمِنَ ٱلنَّاسِ مَن يَقُولُ ءَامَنَّا بِٱللَّهِ فَإِذَآ أُوذِيَ فِي ٱللَّهِ جَعَلَ فِتۡنَةَ ٱلنَّاسِ كَعَذَابِ ٱللَّهِۖ وَلَئِن جَآءَ نَصۡرٞ مِّن رَّبِّكَ لَيَقُولُنَّ إِنَّا كُنَّا مَعَكُمۡۚ أَوَلَيۡسَ ٱللَّهُ بِأَعۡلَمَ بِمَا فِي صُدُورِ ٱلۡعَٰلَمِينَ ١٠
Muvanhu mune vamwe vanoti: “Tinotenda muna Allah.” Asi akawana dambudziko munzira yaAllah, anobva aona kunge muedzo wevanhu semarwadzo aAllah; uye kana kukunda kukauya kubva kuna Tenzi vako, (vanyengedzi) vanobva vati: “Zvirokwazvo, taive pamwechete (tichikubatsirai).” Asi Allah havazive here zviri mumoyo yevanhu nemaJinn?

Changelog