Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 9

29:9
وَٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ لَنُدۡخِلَنَّهُمۡ فِي ٱلصَّٰلِحِينَ ٩
Uye avo vanotenda (muIslaam) uye vachiita mabasa akanaka, zvirokwazvo, tichaita kuti vave vanopinda (muParadhiso) pamwechete nevanoita mabasa akanaka.

Changelog