Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 8

29:8
وَوَصَّيۡنَا ٱلۡإِنسَٰنَ بِوَٰلِدَيۡهِ حُسۡنٗاۖ وَإِن جَٰهَدَاكَ لِتُشۡرِكَ بِي مَا لَيۡسَ لَكَ بِهِۦ عِلۡمٞ فَلَا تُطِعۡهُمَآۚ إِلَيَّ مَرۡجِعُكُمۡ فَأُنَبِّئُكُم بِمَا كُنتُمۡ تَعۡمَلُونَ ٨
Uye takave tinokomekedza munhu kuti ave anoita mabasa akanaka uye nekuteerera vabereki vake; asi kana vakakumanikidza kusanganisa ini nezvimwe pakunamata, pamusoro peizvo hauna ruzivo nazvo, aiwa usavatevedzere. Kwandiri muchadzoka, uye ndichave ndinokuudzai izvo zvamaiita.

Changelog