Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 38

29:38
وَعَادٗا وَثَمُودَاْ وَقَد تَّبَيَّنَ لَكُم مِّن مَّسَٰكِنِهِمۡۖ وَزَيَّنَ لَهُمُ ٱلشَّيۡطَٰنُ أَعۡمَٰلَهُمۡ فَصَدَّهُمۡ عَنِ ٱلسَّبِيلِ وَكَانُواْ مُسۡتَبۡصِرِينَ ٣٨
Uye maAad pamwechete nemaThamood! Uye chokwadi (kuparadzwa kwavo) kwakaburitswa pachena kwamuri kubva munzvimbo dzavo dzavaigara. Chamangwiza (Satani) akanatsurudza mabasa avo (kuburikidza nehunyengedzi hwake), uye akavabvisa munzira yakatwasuka, kunyangwe zvazvo vakanga vakapiwa huchenjeri.

Changelog