Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 39

29:39
وَقَٰرُونَ وَفِرۡعَوۡنَ وَهَٰمَٰنَۖ وَلَقَدۡ جَآءَهُم مُّوسَىٰ بِٱلۡبَيِّنَٰتِ فَٱسۡتَكۡبَرُواْ فِي ٱلۡأَرۡضِ وَمَا كَانُواْ سَٰبِقِينَ ٣٩
Uye takaparadza Qaaroon (Korah), Farawo, uye naHaamaan. Uye zvirokwazvo, Musa akauya kwavari nendima dziri pachena, asi vaizvitutumadza panyika, ivo vasingakwanisi kutiza (mutongo wedu wakaomarara).

Changelog