Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 40

29:40
فَكُلًّا أَخَذۡنَا بِذَنۢبِهِۦۖ فَمِنۡهُم مَّنۡ أَرۡسَلۡنَا عَلَيۡهِ حَاصِبٗا وَمِنۡهُم مَّنۡ أَخَذَتۡهُ ٱلصَّيۡحَةُ وَمِنۡهُم مَّنۡ خَسَفۡنَا بِهِ ٱلۡأَرۡضَ وَمِنۡهُم مَّنۡ أَغۡرَقۡنَاۚ وَمَا كَانَ ٱللَّهُ لِيَظۡلِمَهُمۡ وَلَٰكِن كَانُوٓاْ أَنفُسَهُمۡ يَظۡلِمُونَ ٤٠
Nekudaro takashungurudza umwe neumwe wavo maerano nezvitadzo zvake; pakati pavo pane avo vatakatumira mutongo (mhepo yeruzha nematombo ainaya sezvatakaita kuvanhu vaLoti), uye mavari mune vamwe vatakashungurudza neruzha rwakaomarara (sezvatakaita kumaThamood kana kuvanhu vaShuaib). Uye mavari mune vamwe vatakaita kuti vamedzwe nenyika (sezvakaitwa Qaaroon (Korah)), uye kubva mavari mune vamwe vatakanyudza mugungwa (sevanhu vaNowa kana vanhu vaFarawo). Naizvozvo vakanga vasiri Allah vaivakanganisira, ivo ndivo vaizvikanganisira pachavo.

Changelog