Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 44

29:44
خَلَقَ ٱللَّهُ ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضَ بِٱلۡحَقِّۚ إِنَّ فِي ذَٰلِكَ لَأٓيَةٗ لِّلۡمُؤۡمِنِينَ ٤٤
(Allah vakati kuna mutumwa Muhammad (SAW)): “Allah (voga) ndivo vakasika matenga nepasi rino muchokwadi (uye hapana kana ani akabatsirana navo pakuzvisika).” Zvirokwazvo, mazviri mune micherechedzo kuvanhu vanotenda.

Changelog