Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 45

29:45
ٱتۡلُ مَآ أُوحِيَ إِلَيۡكَ مِنَ ٱلۡكِتَٰبِ وَأَقِمِ ٱلصَّلَوٰةَۖ إِنَّ ٱلصَّلَوٰةَ تَنۡهَىٰ عَنِ ٱلۡفَحۡشَآءِ وَٱلۡمُنكَرِۗ وَلَذِكۡرُ ٱللَّهِ أَكۡبَرُۗ وَٱللَّهُ يَعۡلَمُ مَا تَصۡنَعُونَ ٤٥
Verenga (Muhammad (SAW)) zvakadzikiswa muGwaro (Qur’aan), uye ita minamato. Zvirokwazvo, munamato unodzivirira kubva kuzvitadzo zvikuru uye nemabasa akaipa. Uye zvirokwazvo, Allah kukurangarirai (pamberi pengirozi) chinhu chikurusa (kudarika kuvarangarira kwenyu muminamato). Uye Allah vanoziva zvose zvamunoita.

Changelog