Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 48

29:48
وَمَا كُنتَ تَتۡلُواْ مِن قَبۡلِهِۦ مِن كِتَٰبٖ وَلَا تَخُطُّهُۥ بِيَمِينِكَۖ إِذٗا لَّٱرۡتَابَ ٱلۡمُبۡطِلُونَ ٤٨
Uye hapana (Muhammad (SAW)) Gwaro rawakamboverenga mushure (me iri Qur’aan), kana kuti rawakambonyora neruoko rwako rwerudyi. Zvirokwazvo, dai wakambodaro, vatevedzeri vemanyepo vaisagutsikana (newe).

Changelog