Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-'Ankabut — Ayah 49

29:49
بَلۡ هُوَ ءَايَٰتُۢ بَيِّنَٰتٞ فِي صُدُورِ ٱلَّذِينَ أُوتُواْ ٱلۡعِلۡمَۚ وَمَا يَجۡحَدُ بِـَٔايَٰتِنَآ إِلَّا ٱلظَّٰلِمُونَ ٤٩
Asi ndima dzedu dziri pachena (dzinopa chimiro chamutumwa Muhammad (SAW) muTorah neVhangeri) dzakaiswa mumatundundu evanhu vakapiwa ruzivo (pakati pemaJudha nemaKristu). Uye hapana ani anoramba ndima dzedu kusara kwevaiti vemabasa akaipa.

Changelog