Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ar-Rum — Ayah 8

30:8
أَوَلَمۡ يَتَفَكَّرُواْ فِيٓ أَنفُسِهِمۗ مَّا خَلَقَ ٱللَّهُ ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضَ وَمَا بَيۡنَهُمَآ إِلَّا بِٱلۡحَقِّ وَأَجَلٖ مُّسَمّٗىۗ وَإِنَّ كَثِيرٗا مِّنَ ٱلنَّاسِ بِلِقَآيِٕ رَبِّهِمۡ لَكَٰفِرُونَ ٨
Vanombofungawo maererano ivo pachavo (nezvekusikwa kwavo here pasina kana chii zvacho, nekuti Allah vachazovamutsa)? Allah havana kusika matenga nenyika uye zviri mazviri kusara nechokwadi uye kwenguva yakatarwa. Asi zvirokwazvo vanhu vazhinji vanoramba kuti vachave vanosangana naTenzi vavo.

Changelog