Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ar-Rum — Ayah 9

30:9
أَوَلَمۡ يَسِيرُواْ فِي ٱلۡأَرۡضِ فَيَنظُرُواْ كَيۡفَ كَانَ عَٰقِبَةُ ٱلَّذِينَ مِن قَبۡلِهِمۡۚ كَانُوٓاْ أَشَدَّ مِنۡهُمۡ قُوَّةٗ وَأَثَارُواْ ٱلۡأَرۡضَ وَعَمَرُوهَآ أَكۡثَرَ مِمَّا عَمَرُوهَا وَجَآءَتۡهُمۡ رُسُلُهُم بِٱلۡبَيِّنَٰتِۖ فَمَا كَانَ ٱللَّهُ لِيَظۡلِمَهُمۡ وَلَٰكِن كَانُوٓاْ أَنفُسَهُمۡ يَظۡلِمُونَ ٩
Havambofamba here munyika vachionawo mhedzisiro yeavo vaivepo mumashure mavo? Vakange vaine masimba mazhinji kuvadarika ivo, uye vairima panyika, uye vakaigara vakawandisa zvokutopfuura izvo zvavari (ava vasingatendi). Uye kwavari kwakauya vatumwa vavo nehumboo hutsvene. Zvirokwazvo, Allah havana kuvadzvanyirira, asi ivo ndivo vega vaizvidzvanyirira.

Changelog