Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Luqman — Ayah 22

31:22
۞ وَمَن يُسۡلِمۡ وَجۡهَهُۥٓ إِلَى ٱللَّهِ وَهُوَ مُحۡسِنٞ فَقَدِ ٱسۡتَمۡسَكَ بِٱلۡعُرۡوَةِ ٱلۡوُثۡقَىٰۗ وَإِلَى ٱللَّهِ عَٰقِبَةُ ٱلۡأُمُورِ ٢٢
Uye uyo munhu anenge azvipira kuna Allah, achiita mabasa akarurama, anenge atobatirira chimubato chakavimbika (Laa ilaaha illallaah (Hakuna chimwe chinhu chine kodzero yekunamatwa kusara kwaAllah)). Uye kuna Allah ndiko kunodzokera mhereredzo yose.

Changelog