Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Luqman — Ayah 23

31:23
وَمَن كَفَرَ فَلَا يَحۡزُنكَ كُفۡرُهُۥٓۚ إِلَيۡنَا مَرۡجِعُهُمۡ فَنُنَبِّئُهُم بِمَا عَمِلُوٓاْۚ إِنَّ ٱللَّهَ عَلِيمُۢ بِذَاتِ ٱلصُّدُورِ ٢٣
Uye uyo anenge asingatendi, kusatenda kwake kusakushungurudze (Muhammad (SAW)). Kwatiri ndokwavachadzokera, uye tovataurira maererano neizvo zvavaiita. Zvirokwazvo, Allah vanoziva zvikuru zviri muhana.

Changelog