Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Luqman — Ayah 27

31:27
وَلَوۡ أَنَّمَا فِي ٱلۡأَرۡضِ مِن شَجَرَةٍ أَقۡلَٰمٞ وَٱلۡبَحۡرُ يَمُدُّهُۥ مِنۢ بَعۡدِهِۦ سَبۡعَةُ أَبۡحُرٖ مَّا نَفِدَتۡ كَلِمَٰتُ ٱللَّهِۚ إِنَّ ٱللَّهَ عَزِيزٌ حَكِيمٞ ٢٧
Uye dai miti yose iri panyika yaiva zvinyoreso, uye gungwa (riri ingi yekunyoresa), kusanganisira makungwa manomwe ari mumashure achidira mariri, asi mashoko aAllah haapfuudzike. Zvirokwazvo, Allah ndivo samasimba, uye vane ungwaru hwose.

Changelog