Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Luqman — Ayah 28

31:28
مَّا خَلۡقُكُمۡ وَلَا بَعۡثُكُمۡ إِلَّا كَنَفۡسٖ وَٰحِدَةٍۚ إِنَّ ٱللَّهَ سَمِيعُۢ بَصِيرٌ ٢٨
Kusikwa kwenyu uye nekumutswa kwenyu mose kwakangofanana nekusika munhu mumwe chete nekumumutsa. Zvirokwazvo, Allah ndivo munzwi wezvose, muoni wezvose.

Changelog