Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah As-Sajdah — Ayah 3

32:3
أَمۡ يَقُولُونَ ٱفۡتَرَىٰهُۚ بَلۡ هُوَ ٱلۡحَقُّ مِن رَّبِّكَ لِتُنذِرَ قَوۡمٗا مَّآ أَتَىٰهُم مِّن نَّذِيرٖ مِّن قَبۡلِكَ لَعَلَّهُمۡ يَهۡتَدُونَ ٣
Kana kuti vanoti: “(Muhammd (SAW)) azvigadzirira pachake?” Kwete! Ichokwadi kubva kuna Tenzi vako, kuti uyambire avo vanhu vasati vamboshanyirwa nemuyambiri mumashure kwako, kuitira kuti vave vanhu vakatungamirirwa.

Changelog