Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah As-Sajdah — Ayah 4

32:4
ٱللَّهُ ٱلَّذِي خَلَقَ ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضَ وَمَا بَيۡنَهُمَا فِي سِتَّةِ أَيَّامٖ ثُمَّ ٱسۡتَوَىٰ عَلَى ٱلۡعَرۡشِۖ مَا لَكُم مِّن دُونِهِۦ مِن وَلِيّٖ وَلَا شَفِيعٍۚ أَفَلَا تَتَذَكَّرُونَ ٤
Allah ndivo vakasika matenga nepasi pano, uye nezvose zviri mukati pamazuva matanhatu, ndokusimuka vachienda pamusoro pechigaro chavo cheumambo (nenzira inofanira humambo hwavo). Kwamuri imi vanhu hakuna kana anokwanisa kuita semubatsiri, muchengetedzi kana mumiriri kusara kwavo (Allah). Ko hamusimbozvirangarirawo here?

Changelog