Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 4

33:4
مَّا جَعَلَ ٱللَّهُ لِرَجُلٖ مِّن قَلۡبَيۡنِ فِي جَوۡفِهِۦۚ وَمَا جَعَلَ أَزۡوَٰجَكُمُ ٱلَّٰٓـِٔي تُظَٰهِرُونَ مِنۡهُنَّ أُمَّهَٰتِكُمۡۚ وَمَا جَعَلَ أَدۡعِيَآءَكُمۡ أَبۡنَآءَكُمۡۚ ذَٰلِكُمۡ قَوۡلُكُم بِأَفۡوَٰهِكُمۡۖ وَٱللَّهُ يَقُولُ ٱلۡحَقَّ وَهُوَ يَهۡدِي ٱلسَّبِيلَ ٤
Allah havana kumbobvira vasika munhu mumwechete ane moyo miviri mumuviri wake. Uye havana kuita ayo madzimai enyu vamunopikira kuti vakafanana navanaamai venyu, vanaamai venyu vechokwadi (Dhihaar: Murume kuudza mudzimai wake kuti kwaari akafanana nemusana waamai vake, achireva kuti haabvumidzwi kuswedera pedyo (kuita bonde) naye). Uye havana kuita vana vamunotora muchichengeta, vana venyu vechokwadi. Uku kunongova kutaura kwenyu chete nemiromo yenyu. Asi Allah vanotaura chokwadi, uye vanotungamirira kunzira yakatwasuka.

Changelog