Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 5

33:5
ٱدۡعُوهُمۡ لِأٓبَآئِهِمۡ هُوَ أَقۡسَطُ عِندَ ٱللَّهِۚ فَإِن لَّمۡ تَعۡلَمُوٓاْ ءَابَآءَهُمۡ فَإِخۡوَٰنُكُمۡ فِي ٱلدِّينِ وَمَوَٰلِيكُمۡۚ وَلَيۡسَ عَلَيۡكُمۡ جُنَاحٞ فِيمَآ أَخۡطَأۡتُم بِهِۦ وَلَٰكِن مَّا تَعَمَّدَتۡ قُلُوبُكُمۡۚ وَكَانَ ٱللَّهُ غَفُورٗا رَّحِيمًا ٥
Vashevedzei (vana vamunochengeta) nemazita avana baba vavo, izvo ndizvo zvitsvene pamberi paAllah. Asi kana musingazivi mazita avana baba vavo, vatorei samadzikoma enyu mukutenda uye vasunungurwa venyu. Uye hapana kana chitadzo chamunowana maererano nezvamunoita musingazive kusara kweizvo moyo yenyu inotoronga kuita. Uye Allah vanoregerera zvikuru, uye vane nyasha zhinji.

Changelog