Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 6

33:6
ٱلنَّبِيُّ أَوۡلَىٰ بِٱلۡمُؤۡمِنِينَ مِنۡ أَنفُسِهِمۡۖ وَأَزۡوَٰجُهُۥٓ أُمَّهَٰتُهُمۡۗ وَأُوْلُواْ ٱلۡأَرۡحَامِ بَعۡضُهُمۡ أَوۡلَىٰ بِبَعۡضٖ فِي كِتَٰبِ ٱللَّهِ مِنَ ٱلۡمُؤۡمِنِينَ وَٱلۡمُهَٰجِرِينَ إِلَّآ أَن تَفۡعَلُوٓاْ إِلَىٰٓ أَوۡلِيَآئِكُم مَّعۡرُوفٗاۚ كَانَ ذَٰلِكَ فِي ٱلۡكِتَٰبِ مَسۡطُورٗا ٦
Muporofita ari padyo nevatendi kupinda ivo pachavo, uye madzimai ake ndavanaamai vavo (mukutenda, nekuremekedzwa uye havabvumidzwi kuvaroora). Uye hukama hweropa pakati pavo huri pedyo mukuronga kwaAllah (maererano nenhaka) kupinda (hukama) hwevatendi uye maMuhaajiroon (vatami kubva kuMakkah), kusiya kwekuti moita zvakanaka kune avo madzikoma venyu. Izvi zvakare zvakanyorwa mugwaro rehurongwa hwaAllah (Al-Lauh Al-Mahfoodh).

Changelog