Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 7

33:7
وَإِذۡ أَخَذۡنَا مِنَ ٱلنَّبِيِّـۧنَ مِيثَٰقَهُمۡ وَمِنكَ وَمِن نُّوحٖ وَإِبۡرَٰهِيمَ وَمُوسَىٰ وَعِيسَى ٱبۡنِ مَرۡيَمَۖ وَأَخَذۡنَا مِنۡهُم مِّيثَٰقًا غَلِيظٗا ٧
Uye (rangarirai) apo takave tinotora chitsidzirano kumaporofita uye kubva kwauri (iwe Muhammad (SAW)), zvekare kubva kunaNowa, Ibrahim (Abrahamu), Musa, pamwe naIsa (Jesu) mwana waMariya. Takave tinotora chitsidzirano chakasimba kubva kwavari.

Changelog