Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 59

33:59
يَٰٓأَيُّهَا ٱلنَّبِيُّ قُل لِّأَزۡوَٰجِكَ وَبَنَاتِكَ وَنِسَآءِ ٱلۡمُؤۡمِنِينَ يُدۡنِينَ عَلَيۡهِنَّ مِن جَلَٰبِيبِهِنَّۚ ذَٰلِكَ أَدۡنَىٰٓ أَن يُعۡرَفۡنَ فَلَا يُؤۡذَيۡنَۗ وَكَانَ ٱللَّهُ غَفُورٗا رَّحِيمٗا ٥٩
Iwe Muporofita! Taurira madzimai ako uye vanasikana vako uye nemadzimai evatendi kuti vavhare miviri yavo yose nenguwo dzavo. Zvinenge zviri nani kuti vazivikanwe (sevakadzi vanoremekedzeka) uye kuti vasave vanoshungurudzwa. Zvirokwazvo, Allah ndivo vane ruregerero rukuru, nenyasha zhinji.

Changelog