Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Ahzab — Ayah 60

33:60
۞ لَّئِن لَّمۡ يَنتَهِ ٱلۡمُنَٰفِقُونَ وَٱلَّذِينَ فِي قُلُوبِهِم مَّرَضٞ وَٱلۡمُرۡجِفُونَ فِي ٱلۡمَدِينَةِ لَنُغۡرِيَنَّكَ بِهِمۡ ثُمَّ لَا يُجَاوِرُونَكَ فِيهَآ إِلَّا قَلِيلٗا ٦٠
Asi vanyengedzi, neavo mumoyo yavo mune chirwere (cheupombwe), uye avo vanofambisa makuhwa kubva pavanhu vemuMadeenah vakasasiya, zvirokwazvo, tichakuita kuti uvakurire, uye zvirokwazvo havazombokwanisa kugaramo savavakidzani vako asi kusara kwekanguva kadiki.

Changelog