Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Saba — Ayah 14

34:14
فَلَمَّا قَضَيۡنَا عَلَيۡهِ ٱلۡمَوۡتَ مَا دَلَّهُمۡ عَلَىٰ مَوۡتِهِۦٓ إِلَّا دَآبَّةُ ٱلۡأَرۡضِ تَأۡكُلُ مِنسَأَتَهُۥۖ فَلَمَّا خَرَّ تَبَيَّنَتِ ٱلۡجِنُّ أَن لَّوۡ كَانُواْ يَعۡلَمُونَ ٱلۡغَيۡبَ مَا لَبِثُواْ فِي ٱلۡعَذَابِ ٱلۡمُهِينِ ١٤
Apo takave tinozadzisa rufu rwake (Sulaimaan (Soromoni)), hapana chakavaudza (maJinn) nezverufu rwake kunze kwegore duku repasi iro rairamba (zvishoma nezvishoma) richidya tsvimbo yake. Saka apo akadonha, Majinn akanyatsoona kuti dai vaiva vaziva zvisingaoneki, vaiva vasingagari mumarwadzo anonyadzisa.

Changelog