Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Saba — Ayah 15

34:15
لَقَدۡ كَانَ لِسَبَإٖ فِي مَسۡكَنِهِمۡ ءَايَةٞۖ جَنَّتَانِ عَن يَمِينٖ وَشِمَالٖۖ كُلُواْ مِن رِّزۡقِ رَبِّكُمۡ وَٱشۡكُرُواْ لَهُۥۚ بَلۡدَةٞ طَيِّبَةٞ وَرَبٌّ غَفُورٞ ١٥
Zvirokwazvo paiva kuna Sheba chiratidzo munzvimbo dzavaigara – mapindu maviri kudivi rerudyi uye nekuruboshwe, (zvikanzi kwavari): “Idyai pane zvamakapuwa naTenzi venyu, uye ivai munovatenda.” Pasi pakafanira uye naTenzi vanoregerera.

Changelog