Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fatir — Ayah 12

35:12
وَمَا يَسۡتَوِي ٱلۡبَحۡرَانِ هَٰذَا عَذۡبٞ فُرَاتٞ سَآئِغٞ شَرَابُهُۥ وَهَٰذَا مِلۡحٌ أُجَاجٞۖ وَمِن كُلّٖ تَأۡكُلُونَ لَحۡمٗا طَرِيّٗا وَتَسۡتَخۡرِجُونَ حِلۡيَةٗ تَلۡبَسُونَهَاۖ وَتَرَى ٱلۡفُلۡكَ فِيهِ مَوَاخِرَ لِتَبۡتَغُواْ مِن فَضۡلِهِۦ وَلَعَلَّكُمۡ تَشۡكُرُونَ ١٢
Uye makungwa maviri (mhando dzemvura dzirimo) hadzina kufanana. Imwe inonaka uye ichitapira pakunwa, uye imwe ichivava zvekare ichisvota kunwa. Uye kubva maari (Makungwa) munodya nyama yehove nyoro, uye munowana kubvamo zvipfekwa. Uyezve zvekare unoona ngarava dzichifamba imo mumvura, muchitsvaga zvimwe zvezvipo zvavo (Allah), uye kuti muve munotenda.

Changelog