Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fatir — Ayah 13

35:13
يُولِجُ ٱلَّيۡلَ فِي ٱلنَّهَارِ وَيُولِجُ ٱلنَّهَارَ فِي ٱلَّيۡلِ وَسَخَّرَ ٱلشَّمۡسَ وَٱلۡقَمَرَۖ كُلّٞ يَجۡرِي لِأَجَلٖ مُّسَمّٗىۚ ذَٰلِكُمُ ٱللَّهُ رَبُّكُمۡ لَهُ ٱلۡمُلۡكُۚ وَٱلَّذِينَ تَدۡعُونَ مِن دُونِهِۦ مَا يَمۡلِكُونَ مِن قِطۡمِيرٍ ١٣
Vanoita kuti usiku upinde muzuva (nguva inoshomeka usiku inowedzerwa kunguva yemasikati), uye voita kuti masikati apinde muhusiku (nguva inoshomeka yemasikati inowedzerwa kunguva yeusika). Ndivo zvekare vane masimba pamusoro pezuva nemwedzi, chimwe nechimwe chinofamba panguva yakatarwa. Ava ndiAllah, Tenzi venyu. Ndivo vane humambo. Uye avo vanomudavidzira vasiri ivo (Allah), havasi varidzi kana veganda remodzi yemadheti.

Changelog