Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fatir — Ayah 14

35:14
إِن تَدۡعُوهُمۡ لَا يَسۡمَعُواْ دُعَآءَكُمۡ وَلَوۡ سَمِعُواْ مَا ٱسۡتَجَابُواْ لَكُمۡۖ وَيَوۡمَ ٱلۡقِيَٰمَةِ يَكۡفُرُونَ بِشِرۡكِكُمۡۚ وَلَا يُنَبِّئُكَ مِثۡلُ خَبِيرٖ ١٤
Kunyange mukavashevedzera, havanzwi kana kudana kwenyu. Uye kunyangwe vakakunzwai havatombokwanisi kana kukupindurai (kukupai zvamurikuda). Uye pazuva rekumutswa vacharamba kuvanamata kwamaiita. Zvekare hapana achakuudza (Muhammad (SAW)) seavo anoziva zvose (Allah).

Changelog