Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fatir — Ayah 31

35:31
وَٱلَّذِيٓ أَوۡحَيۡنَآ إِلَيۡكَ مِنَ ٱلۡكِتَٰبِ هُوَ ٱلۡحَقُّ مُصَدِّقٗا لِّمَا بَيۡنَ يَدَيۡهِۗ إِنَّ ٱللَّهَ بِعِبَادِهِۦ لَخَبِيرُۢ بَصِيرٞ ٣١
Uye zvatadzikisa kwauri (Muhammad (SAW)) muGwaro (Qur’aan) ndezvechokwadi (kuti uzvitevedzere iwe nevatevedzeri vako), uye zvichitsigira izvo (zvakadzikiswa) zviri mumashure maro. Zvirokwazvo, Allah vanoziva uye vanoona zvose zviri muvaranda vavo.

Changelog