Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fatir — Ayah 32

35:32
ثُمَّ أَوۡرَثۡنَا ٱلۡكِتَٰبَ ٱلَّذِينَ ٱصۡطَفَيۡنَا مِنۡ عِبَادِنَاۖ فَمِنۡهُمۡ ظَالِمٞ لِّنَفۡسِهِۦ وَمِنۡهُم مُّقۡتَصِدٞ وَمِنۡهُمۡ سَابِقُۢ بِٱلۡخَيۡرَٰتِ بِإِذۡنِ ٱللَّهِۚ ذَٰلِكَ هُوَ ٱلۡفَضۡلُ ٱلۡكَبِيرُ ٣٢
Uye takave tinopa Gwaro (Qur’aan) senhaka kuvaranda vedu kubva kune avo vatakasarudza (vatevedzeri vaMuhammad (SAW)). Uye kubva mavari mune vanozvikanganisira, zvekare kubva mavari mune vanotevedzera nzira iri pakati nepakati, uye kubva pavari pane vamwe vari pakuita kunyanya mabasa akanaka nekuda kwaAllah. Iyi (nhaka yeQur’aan) inhaka svinu chaiyo (inyasha huru).

Changelog