Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fatir — Ayah 41

35:41
۞ إِنَّ ٱللَّهَ يُمۡسِكُ ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضَ أَن تَزُولَاۚ وَلَئِن زَالَتَآ إِنۡ أَمۡسَكَهُمَا مِنۡ أَحَدٖ مِّنۢ بَعۡدِهِۦٓۚ إِنَّهُۥ كَانَ حَلِيمًا غَفُورٗا ٤١
Zvirokwazvo, Allah vakapfumbata matenga nenyika kuitira kuti zvisafambe-fambe kubva panzvimbo yazvo, uye kana akafamba kubva panzvimbo yavo, hapana anokwanisa kumapfumbata mushure mavo. Muchokwadi, Allah vane moyo murefu, uye vanoregerera zvikuru.

Changelog