Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fatir — Ayah 42

35:42
وَأَقۡسَمُواْ بِٱللَّهِ جَهۡدَ أَيۡمَٰنِهِمۡ لَئِن جَآءَهُمۡ نَذِيرٞ لَّيَكُونُنَّ أَهۡدَىٰ مِنۡ إِحۡدَى ٱلۡأُمَمِۖ فَلَمَّا جَآءَهُمۡ نَذِيرٞ مَّا زَادَهُمۡ إِلَّا نُفُورًا ٤٢
Uye vakapika naAllah mundudziro dzavo kuti kana muyambiri akauya kwavari, vachange vari vakatungamirirwa zvakanyanya kupinda avo vaivapo. Apo muyambiri (Muhammad (SAW)) paakauya kwavari, hapana kana chakawedzera pavari kusara kwekumhanyidzana (kubva pachokwadi).

Changelog