Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fatir — Ayah 43

35:43
ٱسۡتِكۡبَارٗا فِي ٱلۡأَرۡضِ وَمَكۡرَ ٱلسَّيِّيِٕۚ وَلَا يَحِيقُ ٱلۡمَكۡرُ ٱلسَّيِّئُ إِلَّا بِأَهۡلِهِۦۚ فَهَلۡ يَنظُرُونَ إِلَّا سُنَّتَ ٱلۡأَوَّلِينَۚ فَلَن تَجِدَ لِسُنَّتِ ٱللَّهِ تَبۡدِيلٗاۖ وَلَن تَجِدَ لِسُنَّتِ ٱللَّهِ تَحۡوِيلًا ٤٣
(Vakamhanyidzana mukutiza nekuda kwe) Kusanzwisisa kwavo panyika uye kuipa kwehurongwa hwavo. Asi huipi hwehurongwa ndewe uyo anenge ahuronga. Uye vanotarisira here (chimwe) chinhu kusara kweSunnah (nzira) yevanhu vekare? Saka hapana kana shanduko paSunnah (Nzira) yaAllah yauchawana. Uye hapana kana kudzokera shure kuchaitika paSunnah (Nzira) yaAllah.

Changelog