Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Sad — Ayah 28

38:28
أَمۡ نَجۡعَلُ ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ كَٱلۡمُفۡسِدِينَ فِي ٱلۡأَرۡضِ أَمۡ نَجۡعَلُ ٱلۡمُتَّقِينَ كَٱلۡفُجَّارِ ٢٨
Tingabate avo vanotenda (muna Allah) uye vanoita mabasa akanaka semabatiro atinoita maMufsidoon (avo vanosanganisa Allah nezvimwe zvinhu mukunamata uye vachiita zvitadzo) panyika? Kana kuti tingabate maMuttaqoon (avo vanhu vanotya Allah) semaFujjaar (vanhu vasingatendi uye vanoita mabasa akaipa)?

Changelog