Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Sad — Ayah 29

38:29
كِتَٰبٌ أَنزَلۡنَٰهُ إِلَيۡكَ مُبَٰرَكٞ لِّيَدَّبَّرُوٓاْ ءَايَٰتِهِۦ وَلِيَتَذَكَّرَ أُوْلُواْ ٱلۡأَلۡبَٰبِ ٢٩
(Iri) Igwaro ratakatumira kwauri, rizere nemakomborero, kuti vave vanodzamisa pfungwa (vanorangarira) mundima dzaro, uye kuti vanhu vanonzwisisa vave vanorangarira.

Changelog