Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ghafir — Ayah 64

40:64
ٱللَّهُ ٱلَّذِي جَعَلَ لَكُمُ ٱلۡأَرۡضَ قَرَارٗا وَٱلسَّمَآءَ بِنَآءٗ وَصَوَّرَكُمۡ فَأَحۡسَنَ صُوَرَكُمۡ وَرَزَقَكُم مِّنَ ٱلطَّيِّبَٰتِۚ ذَٰلِكُمُ ٱللَّهُ رَبُّكُمۡۖ فَتَبَارَكَ ٱللَّهُ رَبُّ ٱلۡعَٰلَمِينَ ٦٤
NdiAllah, avo vakakugadzirirai nyika senzvimbo yekugara nedenga sechivhariso, uye vakakupai zvimiro vakave vanonakisa zvimiro zvenyu, uye vakakupai zvinhu zvakanaka. Ndivo Allah, Tenzi venyu, naizvozvo vakakomborerwa ndiAllah, Tenzi vezvinhu zvose.

Changelog