Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ghafir — Ayah 65

40:65
هُوَ ٱلۡحَيُّ لَآ إِلَٰهَ إِلَّا هُوَ فَٱدۡعُوهُ مُخۡلِصِينَ لَهُ ٱلدِّينَۗ ٱلۡحَمۡدُ لِلَّهِ رَبِّ ٱلۡعَٰلَمِينَ ٦٥
Ndivo vane kurarama kusingaperi, uye hakuna mumwe ane kodzero yokunamatwa kunze kwavo (Laa ilaaha illaa Huwa). Naizvozvo vadanei muchiita minamato yenyu yavo vega. Kurumbidzwa kwese ngakuve kuna Allah, Tenzi vezvinhu zvose (vanhu, maJinn nezvose zviripo).

Changelog